Mwari Wafunga Nezvangu ● Hannah Mapepeta

0
2320

Lyrics:

Mwari vafunga nezvangu
vakato uku kwete handingatumiri mumwe
uku ndoenda ndoenda ndomene uyu ndafunga nevake

Jesu vafunga nezvangu vakati dhuu vaone vafunga xve nezvangu
pfuma yedenga yakashaiwa maturo Jesu vafunga nezvangu
jesu vagunga nezvangu
kugarika kwedenga nekubwinya kwedenga kwakatadza kumumisa Jesu vagunga nezvangu

hazvinei ndikaberekerwa mudanga remomber muzere nedove ini ndafunga nezvako ndauya kokudzikinira

Ndichashingirira zvangu kurohwa kusekwa kunyombwa kupfirirwa zvangu
ndichasvika kunyangwe pakufa uyu ndafunga nezvake

Jesu waderedza tambo yerudo x2
wakandizvuwira kudenga kumusoro Jesu wafunga nezvangu